Numeri 22:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mutumŋa waJehova akapfuʋura mberi, akandomira pakaŋga pakamanikana, pakaŋga pasinenɀimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruɓoshwe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Mutumwa waJehovha akapfuura mberi, akandomira pakanga pakamanikana, pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mutumwa waTenzi akaenda mberi akandomira pakamanikana pakanga pasina nzvimbo yokutsaukira kurudyi kana kuruboshwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo mutumwa waJehovha akapfuurira mberi akandomira panzvimbo yakamanikana pakanga pasina mukana wokutendeukira kurudyi kana kuruboshwe. Sien die hoofstuk |