Numeri 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakaȿika kunaBarami, ʋakati kwaari: Ɀanzi naBaraki, mŋanakomana waZipori: Usatendera cinhu kukudziʋisa kuʋuya kwandiri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, “Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, ‘Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakasvika kuna Bharamu vakati: “Zvanzi naBharaki mwanakomana waZipori: Usatendera chimwe chinhu kukukonesa kuuya kwandiri, Sien die hoofstuk |