Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Barami akamuka maŋgwanani, akati kumacinda aBaraki: Endai kunyika yenyu, nokuti Jehova unoramba kunditendera kuenda nemi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Bharamu akamuka mangwanani, akati kumachinda aBharaki, “Endai kunyika yenyu, nokuti Jehovha anoramba kunditendera kuenda nemi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mangwana acho Bhiriamu akafumoudza machinda aBharaki kuti, “Dzokerai zvenyu kunyika yenyu. Tenzi aramba kuti ndiende nemi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Fume mangwana, Bharamu akamuka akati kumachinda aBharaki, “Dzokerai kunyika yokwenyu, nokuti Jehovha aramba kuti ndiende nemi.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:13

Volg ons:

Advertensies


Advertensies