Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo Mŋari akati kunaBarami: Haufaniri kuenda naʋo; haufaniri kutuka ʋanhu aʋo; nokuti ʋakaropafadzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo Mwari akati kuna Bharamu, “Haufaniri kuenda navo; haufaniri kutuka vanhu avo; nokuti vakaropafadzwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Asi Mwari akati kuna Bharamu, “Usaenda navo. Haufaniri kutuka vanhu avo, nokuti vakaropafadzwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 22:12

Volg ons:

Advertensies


Advertensies