Numeri 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika paɗanda; ɀino mumŋe nomumŋe wakati kana arumŋa, akatarira nyoka iyo yendarira, wakararama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika padanda; zvino mumwe nomumwe akati kana arumwa, akatarira nyoka iyo yendarira, akararama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka Mozisi akagadzira nyoka yendarira akaiturika padanda. Ipapo vaiti kana ani naani akange arumwa nenyoka, akatarisa panyoka yendarira, airarama. Sien die hoofstuk |