Numeri 20:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ko makatiburitsireiko muIjipiti muchitiunza kunzvimbo ino yakaipa kudai, isina pokurima mbesa? Haina maonde. Haina michero yamagirepisi kana yamapomigiraneti! Kunyange mvura yokunwa zvayo hakuna!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Makatiɓuɗisireiko muEgipita, kuzotiisa panɀimbo iyi yakaipa? Haizi nɀimbo yembeu, kana yamaʋonde, kana yemizambiriŋga, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Makatibudisireiko muIjipiti, kuzotiisa panzvimbo iyi yakaipa? Haizi nzvimbo yembeu, kana yamaonde, kana yemizambiringa, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ko makatiburitsireiko muIjipiti muchitiunza kunzvimbo ino yakaipa kudai, isina pokurima mbesa? Haina maonde. Haina michero yamagirepisi kana yamapomigiraneti! Kunyange mvura yokunwa zvayo hakuna!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Seiko wakatibudisa muIjipiti uchitiuyisa munzvimbo yakaipa kudai? Haina zviyo kana maonde, mazambiringa kana matamba. Uye mvura yokunwa hapana!” Sien die hoofstuk |