Numeri 20:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋuŋgano yose yakati iciʋona kuti Aroni wafa, ʋakacema Aroni mazuʋa makumi matatu, iyo imba yose yaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Zvino ungano yose yakati ichiona kuti Aroni afa, vakachema Aroni mazuva makumi matatu, iyo imba yose yaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Uye ungano yose yakati yazvinzwa kuti Aroni akanga afa, imba yose yeIsraeri yakamuchema kwamazuva makumi matatu. Sien die hoofstuk |