Numeri 20:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakasimuka paKadeshi, ʋana ʋaIsraeri, iyo ʋuŋgano yose, ʋakaȿika pagomo reHori. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakasimuka paKadheshi, vana vaIsiraeri, iyo ungano yose, vakasvika pagomo reHori. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ungano yose yeIsraeri yakasimuka kubva kuKadheshi uye vakasvika paGomo reHori. Sien die hoofstuk |