Numeri 20:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Patakachema kuna Tenzi akanzwa kuchema kwedu, akatitumira mutumwa wake, akatibudisa muIjipiti. Iye zvino tiri paKadheshi, guta riri kumucheto kwenyika yenyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ɀino takati ticicema kunaJehova, iye akanzwa manzwi eɗu, akatuma mutumŋa kutiɓuɗisa paEgipita; ɀino tarirai, tiri paKadeshi, paguta riri pamuganho wenyika yako; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 zvino takati tichichema kuna Jehovha, iye akanzwa mazwi edu, akatuma mutumwa kutibudisa paIjipiti; zvino tarirai, tiri paKadheshi, paguta riri pamuganhu wenyika yako; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Patakachema kuna Tenzi akanzwa kuchema kwedu, akatitumira mutumwa wake, akatibudisa muIjipiti. Iye zvino tiri paKadheshi, guta riri kumucheto kwenyika yenyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 asi takati tadana kuna Jehovha, akatinzwa akatuma mutumwa akatibudisa muIjipiti. “Zvino tiri pano paKadheshi, guta riri kumucheto wenyika yenyu. Sien die hoofstuk |