Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 20:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ndiyo mvura yeMeriba, nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋakarwa naJehova, akaɀiratidza kwaʋari ari Mutȿene.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ndiyo mvura yeMeribha, nokuti vana vaIsiraeri vakarwa naJehovha, akazviratidza kwavari ari Mutsvene.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Apa ndipo pamvura yenharo, paMeribha, pakaitira vaIsiraeri Tenzi nharo, asi Tenzi akavaratidza kuera kwake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Iyi ndiyo mvura yeMeribha, apo vaIsraeri vakarwa naJehovha uye paakazviratidza kuti mutsvene pakati pavo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 20:13

Volg ons:

Advertensies


Advertensies