Numeri 20:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mosesi naAroni ʋakaʋuŋganidza ʋuŋgano pamberi peɗombo, akati kwaʋari: Ɀino, cinzwai, imi ʋokumukira Jehova, ko tiŋgakuɓuɗisirai mvura paɗombo iri here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Mosesi naAroni vakaunganidza ungano pamberi pedombo, akati kwavari, “Zvino, chinzwai, imi vokumukira Jehovha, ko tingakubudisirai mvura padombo iri here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Iye naAroni vakaunganidza ungano pamwe chete pamberi pedombo, Mozisi akati kwavari, “Teererai imi vokumukira, tinofanira kukubudisirai mvura padombo iri here?” Sien die hoofstuk |