Numeri 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ƃoka rake naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu. Sien die hoofstuk |