Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 2:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 VaIsiraeri vakaita zvose zvakanga zvarayirwa Mosesi naTenzi. Vaidzika matendhe pane mireza yavo saizvozvo vaisimudzira rwendo munhu wose ari mumhuri yokwake nemba yokwababa vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo; Mosesi seɀaakarairwa ɀose naJehova, saiɀoɀo ʋakadzika matente aʋo pamireza yaʋo, mumŋe nomumŋe pamhuri dzaʋo, padzimba dzamadziɓaɓa aʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo; Mosesi sezvaakarairwa zvose naJehovha, saizvozvo vakadzika matende avo pamireza yavo, mumwe nomumwe pamhuri dzavo, padzimba dzamadzibaba avo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 VaIsiraeri vakaita zvose zvakanga zvarayirwa Mosesi naTenzi. Vaidzika matendhe pane mireza yavo saizvozvo vaisimudzira rwendo munhu wose ari mumhuri yokwake nemba yokwababa vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Saizvozvo vaIsraeri vakaita zvose zvakarayirwa Mozisi naJehovha; ndiyo nzira yavakamisa nayo misasa yavo pasi pemireza yavo, uye ndiyo nzira yavakasimuka nayo, mumwe nomumwe neimba yake nemhuri yake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 2:34

Volg ons:

Advertensies


Advertensies