Numeri 2:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necimŋe namazana mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechimwe namazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nechimwe chete namazana mashanu. Sien die hoofstuk |