Numeri 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ƃoka rake, naʋose ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀishanu namazana manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Boka rake, navose vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvishanu namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana mana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi matatu nezvishanu, namazana mana. Sien die hoofstuk |