Numeri 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Norudzi rwaBenjamini: Abidani, mŋanakomana waGideoni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaBenjamini. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Norudzi rwaBhenjamini: Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaBhenjamini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rudzi rwaBhenjamini ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini ndiAbhidhani mwanakomana waGidheoni. Sien die hoofstuk |