Numeri 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Boka rake, navakaverengwa kwaari, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana, namazana mashanu. Sien die hoofstuk |