Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 19:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ani naani anobata chitunha chomunhu akaita zvokuurayiwa nebakatwa kana chitunha chomunhu akangofawo zvake achifira kunze, kunyange anobata bvupa romunhu, kana anobata guva, achapedza mazuva manomwe akan'ora.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Aninani unoɓata munhu wakaʋurawa kusaŋgo nomunondo, kana citunha, kana fupa romunhu, kana bgiro, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ani naani anobata munhu akaurawa kusango nomunondo, kana chitunha, kana pfupa romunhu, kana hwiro, achava asina kunaka mazuva manomwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ani naani anobata chitunha chomunhu akaita zvokuurayiwa nebakatwa kana chitunha chomunhu akangofawo zvake achifira kunze, kunyange anobata bvupa romunhu, kana anobata guva, achapedza mazuva manomwe akan'ora.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “Ani naani ari musango anobata munhu akaurayiwa nomunondo kana mumwe munhu akangofawo zvake, kana munhu anobata bvupa romunhu kana guva, achava asina kuchena kwamazuva manomwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 19:16

Volg ons:

Advertensies

Advertensies