Numeri 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Ngaazvinatse nemvura iya yokuchenurisa zvinhu pazuva retatu napazuva rechinomwe. Ipapo achava munhu achenurwa. Asi kana asina kuzvinatsa saizvozvo pazuva retatu napazuva rechinomwe achange ari munhu akan'ora. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iye unofanira kuɀinatsa nayo nezuʋa retatu, agoʋa wakanaka nezuʋa recinomŋe; asi kana asiŋgaɀinatsi nezuʋa retatu, haaŋgaʋi wakanaka nezuʋa recinomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Iye anofanira kuzvinatsa nayo nezuva retatu, agova akanaka nezuva rechinomwe; asi kana asingazvinatsi nezuva retatu, haangavi akanaka nezuva rechinomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ngaazvinatse nemvura iya yokuchenurisa zvinhu pazuva retatu napazuva rechinomwe. Ipapo achava munhu achenurwa. Asi kana asina kuzvinatsa saizvozvo pazuva retatu napazuva rechinomwe achange ari munhu akan'ora. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Anofanira kuzvinatsa nemvura nezuva retatu uye nezuva rechinomwe; ipapo achava akachena. Sien die hoofstuk |