Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 16:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Mosesi ndokutaurira Aroni achiti, “Tora bisiro rako rerusenzi uisemo moto wapaatari norusenzi, umhanyire naro kugungano upfupire mhosva yavo nokuti vatomutsa hasha dzaTenzi. Vanhu vatotanga kurakashwa nedenda.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Mosesi akati kunaAroni: Tora haryana yako yeɀinonhuwira, uise mŋoto unobva paartari mukati mayo, nokuisa ʋo ɀinonhuwira pamsoro payo, ukurumbidze kuenda naɀo kuʋuŋgano, uʋayananisire; nokuti Jehova watsamŋa, ɗenda rataŋga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Mosesi akati kuna Aroni, “Tora hadyana yako yezvinonhuwira, uise moto unobva paatari mukati mayo, nokuisawo zvinonhuwira pamusoro payo, ukurumbidze kuenda nazvo kuungano, uvayananisire; nokuti Jehovha atsamwa, denda ratanga.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Mosesi ndokutaurira Aroni achiti, “Tora bisiro rako rerusenzi uisemo moto wapaatari norusenzi, umhanyire naro kugungano upfupire mhosva yavo nokuti vatomutsa hasha dzaTenzi. Vanhu vatotanga kurakashwa nedenda.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Zvino Mozisi akati kuna Aroni, “Tora hadyana yako ugoisa zvinonhuhwira mairi pamwe chete nomoto unobva paaritari, uchimbidze kuenda kuungano undovayananisira. Hasha dzabuda dzichibva kuna Jehovha; denda ratotanga.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 16:46

Volg ons:

Advertensies


Advertensies