Numeri 16:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati apedza kutaura mashoko awa ose, pasi paʋo pakatsemuka, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati apedza kutaura mashoko awa ose, pasi pavo pakatsemuka, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Akati achangopedza kutaura zvose izvi, pasi pavo pakatsemuka Sien die hoofstuk |