Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 15:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 kuti muraŋgarire nokuita mirairo yaŋgu yose, nokuʋa ʋatȿene kunaMŋari wenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

40 kuti murangarire nokuita mirairo yangu yose, nokuva vatsvene kuna Mwari wenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Ipapo mucharangarira kuteerera mirayiro yangu yose uye muchazvitsaura kuti muve vanhu vaMwari wenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 15:40

Volg ons:

Advertensies


Advertensies