Numeri 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 munhu anenge auya nomupiro ngaaunze mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema kirogiramu rimwechete, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ɀino iye unopa cipo cake, unofanira kupa Jehova cipiriso coʋupfu cecegumi ceefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa nececinna cehini yamafuta; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 zvino iye unopa chipo chake, anofanira kupa Jehovha chipiriso choupfu chechegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa nechechina nehini yamafuta; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 munhu anenge auya nomupiro ngaaunze mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema kirogiramu rimwechete, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ipapo munhu anouya nechipiriso chake achapa kuna Jehovha chipiriso chezvipo chiri chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa nechikamu chimwe chete muzvina chehini yamafuta. Sien die hoofstuk |