Numeri 15:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 “Asi ani naani anotadza maune kunyange ari chizvarwa cheIsiraeri kana mutorwa, ashora Tenzi ngaachekaniswe ukama novokwake, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi munhu unoita cinhu nokuɀikudza, kana ari munhu wakaɓerekerwa munyika, kana ari mutorwa, iye unomhura Jehova; munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Asi munhu anoita chinhu nokuzvikudza, kana ari munhu akaberekerwa munyika, kana ari mutorwa, iye anomhura Jehovha; munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Asi ani naani anotadza maune kunyange ari chizvarwa cheIsiraeri kana mutorwa, ashora Tenzi ngaachekaniswe ukama novokwake, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “ ‘Asi ani naani anotadza nokuzvikudza, angava akaberekwa muIsraeri kana mutorwa, anomhura Jehovha, munhu uyo anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. Sien die hoofstuk |