Numeri 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino muprista unofanira kuyananisira munhu wakatadza, kana akaita ɀiʋi nokusaziʋa, pamberi paJehova, kuti amuyananisire, akaŋganwirwe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Zvino mupristi anofanira kuyananisira munhu akatadza, kana akaita zvivi nokusaziva, pamberi paJehovha, kuti amuyananisire, akanganwirwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Muprista anofanira kuyananisira uyo akatadza pamberi paJehovha nokutadza nokusaziva, uye kana ayananisirwa, achakanganwirwa. Sien die hoofstuk |