Numeri 14:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Mosesi akati: Munoɗarikireiko murairo waJehova, nokuti mucaʋona nhamo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Mosesi akati, “Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Asi Mozisi akati kwavari, “Sei musingateereri kurayira kwaJehovha? Izvi hazvibudiriri! Sien die hoofstuk |