Numeri 14:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakafumomuka vakaenda kumusoro kunyika yamakomo vachiti, “Asi zvatava pano kudai ngatichiendai kunzvimbo yatakapikirwa naTenzi nokuti takatadzira Mwari.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 ʋakafumira maŋgwanani, ʋakakwira kumusoro wegomo, ʋakati: Tarirai, tiri pano heɗu, ticandokwira kwatakarairwa naJehova, nokuti tatadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200240 vakafumira mangwanani, vakakwira kumusoro wegomo, vakati, “Tarirai, tiri pano hedu, tichandokwira kwatakarairwa naJehovha, nokuti tatadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakafumomuka vakaenda kumusoro kunyika yamakomo vachiti, “Asi zvatava pano kudai ngatichiendai kunzvimbo yatakapikirwa naTenzi nokuti takatadzira Mwari.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Mangwana acho mangwanani, vakakwidza vakananga kumusoro kunyika yamakomo marefu. Vakati, “Takatadza hedu. Tichakwidza tiende kunyika yatakavimbiswa naJehovha.” Sien die hoofstuk |