Numeri 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiwo mazita aʋo: Ʋokurudzi rwaRubeni, Shamua, mŋanakomana waZakuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri; Sien die hoofstuk |