Numeri 13:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo Karebi akanyaradza ʋanhu pamberi paMosesi, akati: Ŋgatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwaɀo kuikunda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMosesi akati, “Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMozisi akati, “Tinofanira kukwidza tindotora nyika nokuti zvirokwazvo tinogona kuitora.” Sien die hoofstuk |