Numeri 12:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino munhu uyu Mosesi wakaŋga ari munhu munyoro kwaɀo, kupfuʋura ʋanhu ʋose ʋaiʋa panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvino Mozisi akanga ari munhu akazvininipisa kwazvo, akazvininipisa kupfuura ani zvake pamusoro penyika. Sien die hoofstuk |