Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mateo 5:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Kana muchingokwazisa hama dzenyu chete, chii chamunokunda vamwe nacho ipapa? Vechirudzi havaiti zvimwechetezvo here?

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Kana mucikwazisa hama dzenyu ɓedzi, munopfuʋura ʋamŋe neiko? Ko naʋahedeni haʋaiti saiɀoɀo ʋo here?

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

47 “Kana muchikwazisa hama dzenyu bedzi, munopfuura vamwe neiko? Ko vahedheni havaiti saizvozvowo here?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Kana muchingokwazisa hama dzenyu chete, chii chamunokunda vamwe nacho ipapa? Vechirudzi havaiti zvimwechetezvo here?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Kana muchingokwazisana nehama dzenyu bedzi, mungakunda vamwe pakudii? Ko, vasingatendi havaiti zvimwe chetezvo here?

Sien die hoofstuk Kopieer




Mateo 5:47

Volg ons:

Advertensies


Advertensies