Mapisarema 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova wakaɀiziʋisa, wakatoŋga; Wakaipa wakateyiwa neɓasa ramaʋoko ake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Jehovha wakazvizivisa, akatonga; Akaipa wakateyiwa nebasa ramaoko ake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 TENZI anozviratidza agotonga, vakaipa vachiteiwa nezvavanoita namaoko avo. Moimbira pasi, Dzepfunde Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jehovha anozivikanwa nokururamisira kwake; vakaipa vakateyiwa namabasa amaoko avo. Higayoni. Sera Sien die hoofstuk |