Mapisarema 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Haiwa, kuipa kwaʋakaipa ŋgakugume, asi simbisai wakarurama; Nokuti Mŋari, wakarurama, unoidza mŋoyo netȿo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza mwoyo netsvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Haiwa, Mwari akarurama, iyemi munonzvera ndangariro nomwoyo, gumisai kuita nesimba kwavakaipa mugoita kuti vakarurama vagare zvakanaka. Sien die hoofstuk |