Mapisarema 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jehova Mŋari waŋgu, kana ndiciŋge ndakaita iɀoɀi; Kana ɀakaipa ɀiri’mo mumaʋoko aŋgu; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Jehovha Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvozvi; Kana zvakaipa zvirimo mumaoko angu; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Haiwa Jehovha, Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvi uye ndine mhosva pamaoko angu, Sien die hoofstuk |