Mapisarema 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tererai inzwi rokucema kwaŋgu, imi Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu; Nokuti ndinonyeŋgetera kwamuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Teererai izwi rokuchema kwangu, imi Mambo wangu, naMwari wangu; Nokuti ndinonyengetera kwamuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Teererai inzwi rokuchema kwangu, Mambo wangu naMwari wangu, nokuti ndinonyengetera kwamuri. Sien die hoofstuk |