Mapisarema 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Pandinodanidzira, ndipindureiwo, imi Mwari anorwira zvandinokodzera. Pandakanga ndapinda nhamo, makandifaranutsa. Ndiitireiwo mwoyochena munzwe munamato wangu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndipindurei kana ndiciɗana, Mŋari wokururama kwaŋgu; Pakumanikidzwa kwaŋgu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyeŋgetero waŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Ndipindurei kana ndichidana, Mwari wokururama kwangu; Pakumanikidzwa kwangu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyengetero wangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pandinodanidzira, ndipindureiwo, imi Mwari anorwira zvandinokodzera. Pandakanga ndapinda nhamo, makandifaranutsa. Ndiitireiwo mwoyochena munzwe munamato wangu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu makarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu. Sien die hoofstuk |