Mapisarema 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Madzimambo enyika anoɀigadzira, Naʋaɓati ʋanoraŋgana, Kuzorwa naJehova nomuzodziwa wake, ʋaciti: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Madzimambo enyika anozvigadzira, Navabati vanorangana, Kuzorwa naJehovha nomuzodziwa wake, vachiti, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. Sien die hoofstuk |