Mapisarema 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndudzi dzinoitireiko ɓope, Naʋanhu ʋanofuŋgireiko ɀisinamaturo? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Ndudzi dzinoitireiko bope, Navanhu vanofungireiko zvisina maturo? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanofungireiko zvisina maturo? Sien die hoofstuk |