Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mapisarema 18:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyowo dzamakomo dzakazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ipapo nyika yakazunuŋguka, ikaɗeɗera; Nheyo dzamakomo ʋo dzakaɗeŋgenyeka, Dzikazunuŋguswa, nokuti wakaŋga akatsamŋa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ipapo nyika yakazununguka, ikadedera; Nheyo dzamakomowo dzakadengenyeka, Dzikazununguswa, nokuti akanga akatsamwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyowo dzamakomo dzakazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Nyika yakadedera ikadengenyeka, uye nheyo dzamakomo dzakazunguzika;

Sien die hoofstuk Kopieer




Mapisarema 18:7

Volg ons:

Advertensies


Advertensies