Mapisarema 18:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Makandipa simba rokurwa hondo mukaita kuti vavengi vangu vandigwadamire. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Nokuti makandisuŋga ciʋuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa ʋaindimukira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200239 Nokuti makandisunga chiuno nesimba rokurwa naro; Makandikundisa vaindimukira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Makandipa simba rokurwa hondo mukaita kuti vavengi vangu vandigwadamire. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Makandishongedza nesimba rokurwa; makaita kuti vadzivisi vangu vapfugame patsoka dzangu. Sien die hoofstuk |