Mapisarema 18:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Akanga akakwira pakerubhu akabhururuka, akauya nokukurumidza achibhururuka mumhepo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakataȿa kerubi, akabururuka; Ɀirokwaɀo, wakabururuka pamapapiro emhepo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Akatasva kerubhi, akabhururuka; Zvirokwazvo, akabhururuka pamapapiro emhepo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akanga akakwira pakerubhu akabhururuka, akauya nokukurumidza achibhururuka mumhepo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akatasva makerubhi akabhururuka; akabhururuka pamapapiro emhepo. Sien die hoofstuk |