Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mapisarema 17:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Makaidza mŋoyo waŋgu; makandishanyira ʋusiku; Makandiidza, mukasawana kufuŋga kwakaipa mandiri; Ndakaɀisuŋga kuti muromo waŋgu urege kuɗarika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Makaidza mwoyo wangu; makandishanyira usiku; Makandiidza, mukasawana kufunga kwakaipa mandiri; Ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kudarika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kunyange mukaedza mwoyo wangu uye mukandiongorora usiku, kunyange mukandiedza, hamungawani chinhu; ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kutadza.

Sien die hoofstuk Kopieer




Mapisarema 17:3

Volg ons:

Advertensies


Advertensies