Mapisarema 12:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanotaura mumŋe nomumŋe ɀisinamaturo nowokwake; Ʋanotaura nomuromo unoɓata kumeso, ʋuye nemŋoyo miʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mumwe nomumwe anorevera wokwake nhema; miromo yavo inobata kumeso nokutaura zvinonyengera. Sien die hoofstuk |