Mapisarema 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuɀikudza kweciso cake, wakaipa unoti: Haaŋgabvunzi. Ndaŋgariro dzake dzose dzinoti: HakunaMŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, “Haangabvunzi.” Ndangariro dzake dzose dzinoti, “Hakuna Mwari.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pakuzvikudza kwake akaipa haamutsvaki; mundangariro dzake dzose hamuna nzvimbo yaMwari. Sien die hoofstuk |