Mapisarema 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti wakaipa unoɀirumbidza pamsoro peɀinoɗa mŋoyo wake, Unoruciʋa unoramba Jehova nokumuɀidza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda mwoyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Anozvirumbidza pamusoro pezvinopangwa nomwoyo wake; anoropafadza vanokara uye anozvidza Jehovha. Sien die hoofstuk |