Johane 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Saizvozvo paakamutswa muvafi vadzidzi vake vakarangarira kuti akambozvitaura vakatenda chinyorwa nezwi rakanga rataurwa naJesu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino wakati amutswa kuʋakafa, ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira, kuti wakaŋga areʋa iɀoɀo; ʋakatenda Rugwaro neshoko rakaŋga rarebga naJesu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Zvino akati amutswa kuvakafa, vadzidzi vake vakayeuka, kuti akanga areva izvozvo; vakatenda Rugwaro neshoko rakanga rarehwa naJesu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saizvozvo paakamutswa muvafi vadzidzi vake vakarangarira kuti akambozvitaura vakatenda chinyorwa nezwi rakanga rataurwa naJesu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Shure kwokumuka kwake kubva kuvakafa, vadzidzi vake vakarangarira zvaakanga ambotaura. Ipapo vakatenda Magwaro namashoko akanga ataurwa naJesu. Sien die hoofstuk |