Genesi 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akati: Jehova Mŋari waShemi ŋgaakudzwe, Kanani ŋgaaʋe muranda wake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Akati, “Jehovha Mwari waShemu ngaakudzwe, Kenani ngaave muranda wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Akatiwo, “Ngaakudzwe Jehovha, Mwari waShemu! Kenani ngaave muranda waShemu. Sien die hoofstuk |