Genesi 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akati: Kanani ŋgaatukwe; Ucaʋa muranda waʋaranda kuʋakuru ʋake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 akati, “Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 akati, “Kenani ngaatukwe! Achava muranda wavaranda kuvakuru vake.” Sien die hoofstuk |