Genesi 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndiʋaʋa ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaNoa; nyika yose yakazadzwa naʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Ndivava vakanga vari vanakomana vaNoa; nyika yose yakazadzwa navo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ava ndivo vakanga vari vanakomana vatatu vaNoa, uye kwavari ndiko kwakabva vanhu vakapararira pamusoro penyika. Sien die hoofstuk |