Genesi 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 pamwechete nezvipenyu zvose zvaunazvo, zvinoti: shiri nezvipfuwo nemhuka dzose dzepanyika dzinewe nezvose zvabuda mungarava nemhuka dzose dzapasi pose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 neɀipenyu ɀose ɀinemi, ɀinoti, shiri, neɀipfuwo, nemhuka dzose dzenyika dzinemi; ɀose ɀinoɓuɗa paareka, idzo mhuka dzose dzapanyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 nezvipenyu zvose zvinemi, zvinoti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka dzose dzenyika dzinemi; zvose zvinobuda paareka, idzo mhuka dzose dzapanyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pamwechete nezvipenyu zvose zvaunazvo, zvinoti: shiri nezvipfuwo nemhuka dzose dzepanyika dzinewe nezvose zvabuda mungarava nemhuka dzose dzapasi pose. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye nezvisikwa zvipenyu zvose zvakanga zvinewe, shiri, zvipfuwo nemhuka dzose dzesango, dzose dziya dzakabuda newe muareka, zvisikwa zvipenyu zvose zviri panyika. Sien die hoofstuk |